Friday, Apr 25th
Headlines:

Madzimai musagarire mawoko – Muchinguri

Madzimai musagarire mawoko – Muchinguri

Muchaneta Chimuka

GURUKOTA rezvemadzimai, kuenzaniswa kwemikana nekusimudzirwa


‘Ndinopa zvikwata zvenhabvu juju’

 ‘Ndinopa zvikwata zvenhabvu juju’

Munyori weKwayedza
N’ANGA inozviti chitopota pakushandisa mishonga, inoti yashandira vanhu nezvikwata


TOP STORIES NOW

  • Pause
  • Previous
  • Next
1/3

Judgement Night 2: Mahwekwe Nemuroyi

Judgement Night 2: Mahwekwe Nemuroyi

Muchaneta Chimuka
YAKAVE batai-batai kuUnit F, kuChitungwiza apo imwe mhuri yainge yararira kunamata kugungano revatendi, reJudgement Night 2, yakazowana mhomho yevanhu yaungana pam...

Mutengo wesoya beans hausi kufadza

Mutengo wesoya beans hausi kufadza

Kingstone Mapupu
VARIMI vesoya bhinzi vochema-chema nekudzikira kwakaita mutengo wechirimwa ichi uye vakakurudzira hurumende kuti mutengo uyu ukwidzwe mwaka uno.

 

Nziyo navaimbi: Pasi pesadza pane chii? Nezita raJesu unopona! Kurima kwodzidzwa paGrade 4 "Tambira nzungu mwanangu"

 

 

 

 

Makore 40 ari nyamukuta Murume haachadyi kumba Ndege yakamedzwa nei? Ndiri musikana ane makore 18 okuberekwa ndinodawo mukomana . . .

Dynamos, Harare City zvotatsurana

Dynamos, Harare City zvotatsurana

Abel Ndooka
KUCHATSVA demo kuchisara mupinyi svondo rino kunhandare yeRufaro Stadium muHarare apo Dynamos FC ichasangana neHarare City mumutambo weCastle Lager Premiership.

Fembera-fembera tione!

Fembera-fembera tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, motiudze kuti munhu watakaburitsa papeji rino ndiani. Takati munhu uyu ane mbiri yekufadza vanhu. Mhinduro chaiyo ndeinoti DAVID MUBAIWA ...

Polls

KURWISA HUWORI KWEHURUMENDE YEZANU-PF NHASI KUNOREVA ZVAKAWANDA PASARUDZO DZICHATEVERA MUNA 2018.
 

Documentary

Social Networking Links